Friday 21 February 2020
Home      All news      Contact us     
zimeye.net - 8 days ago

Pane Vana 5 Vakukurwa Nemvura Makuseni

Dear Editor Pane vana 5 vakukurwa nemvura makuseni vachiedza kuyambuka rwizi kuti vaende kuchikoro kwa Musvovi ku Nyajena kutaura kudai vana ava vatorwa nemapurisa vatsakatika vakaendeswa Ku Renco Vabereki ngatichengetei vana nguva yekunaya kwemvura kudai Tiperekedze vana vedu kuchikoro Zvinorwadza kurasikirwa neupenyu hwevana Send this message to all groups Tichengetedze vana vedu Zvirinani kuti varovhe [ ]


Latest News
Hashtags:   

Vakukurwa

 | 

Nemvura

 | 

Makuseni

 | 
Most Popular (6 hours)

Most Popular (24 hours)

Most Popular (a week)

Sources